Johani 19:33-34
Johani 19:33-34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi vakati vasvika pana Jesu, uye vachiona kuti atofa, havana kuvhuna makumbo ake. Asi, mumwe murwi akamubaya nepfumo parutivi, pakarepo ropa nemvura zvikabuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:33-34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
asi vakati vachisvika kuna Jesu, vachiona kuti atofa hake, havana kuvhuna makumbo ake, asi mumwe murwi wakabaya rutivi rwake nepfumo, pakarepo ropa nemvura zvikabuda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19Johani 19:33-34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi pavakauya kuna Jesu, vakaona kuti atofa havana kumutyora makumbo. Mumwe musoja akamubaya parutivi pake nepfumo, pakabva pabuda ropa nemvura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 19