Jobho 33:14
Jobho 33:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Mwari anotaura zvino neimwe nzira, pane imwe nguva neimwe nzira, kunyange munhu asingazvioni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 33Jobho 33:14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti Mŋari unotaura kamŋe cete, Kana kaʋiri, asi munhu haanehanya naɀo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 33Jobho 33:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Mwari anotaura kamwechete, Kana kaviri, asi munhu haane hanya nazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 33