Jobho 35:8
Jobho 35:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuipa kwako kunongobata munhu akaita sewe, uye kururama kwako ndekwomwanakomana wavanhu chete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 35Jobho 35:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kuipa kwenyu kungatadzira munhu akaita semi, Kururama kwenyu kungabatsira mwanakomana womunhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 35Jobho 35:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uipi hwenyu hunorwadza mumwe munhu akaita semi, ururami hwenyu hunobatsira munhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jobho 35