Mateo 16:17
Mateo 16:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Wakaropafadzwa iwe Simoni mwanakomana waJona, nokuti izvi hazvina kuzarurirwa kwauri nomunhu asi naBaba vangu vari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akapindura, akati kwaari, “Wakaropafadzwa iwe, Simoni Bharijona, nokuti nyama neropa hazvina kukuzivisa izvozvo, asi Baba vangu vari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akamupindurawo achiti, “Zvako wakakomborerwa Simoni mwanakomana waJona, nokuti haasi munhu ane nyama neropa akakuzivisa izvi asi Baba vangu vari kudenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16