Mateo 16:24
Mateo 16:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana paine anoda kunditevera, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino Jesu akati kuvadzidzi vake, “Kana munhu achida kuuya shure kwangu, ngaazvirambe, atakure muchinjikwa wake, anditevere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akataurira vadzidzi vake achiti, “Kana munhu achida kunditevera ngaazvirambe atakure muchinjikwa wake anditevere
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16