Mateo 16:26
Mateo 16:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ko, munhu achabatsirwa nei kana akawana nyika yose, asi achirasikirwa noupenyu hwake? Kana kuti munhu acharipeiko kuti adzikinure upenyu hwake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti munhu achabatsirwa neiko kana awana nyika yose, akarasikirwa noupenyu hwake? Kana munhu acharipeiko kuti adzikinure hupenyu hwake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16Mateo 16:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti zvinobatsirei munhu kuwana zvinhu zvapasi pose, iye achirasikirwa noupenyu hwake. Kana kuti angabvisei chokutsinhanisa noupenyu hwake?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 16