Mateo 20:34
Mateo 20:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akavanzwira tsitsi uye akabata meso avo. Pakarepo vakabva vaona uye vakamutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akaanzwira tsitsi, akabata meso awo; pakarepo akasvinudzwa, akamutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20Mateo 20:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavanzwira tsitsi akabata maziso avo. Pakarepo, ndokubva vava kuona vakamutevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mateo 20