Mika 1:1
Mika 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Shoko raJehovha rakauya kuna Mika weMoresheti panguva yokutonga kwaJotamu, Ahazi naHezekia, madzimambo aJudha, chiratidzo chaakaona pamusoro peSamaria neJerusarema.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 1Mika 1:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Shoko raJehovha, rakauya kuna Mika weMoresheti namazuva aJotamu naAhazi naHezekia, madzimambo aJudha, raakaona pamusoro peSamaria neJerusaremu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 1Mika 1:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Shoko raMwari rakauya kuna Mika wokuMoresheti mumazuva okutonga kwaJotamu naAhazi naHezekiya, madzimambo okwaJudha raakaporofita richinangana nezveSamaria neJerusaremu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 1