Mika 1:3
Mika 1:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tarirai! Jehovha ari kubuda panzvimbo yaanogara: anoburuka pasi agotsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 1Mika 1:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti tarirai, Jehovha anobuda panzvimbo yake, achaburuka nokutsika panzvimbo dzakakwirira dzenyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 1Mika 1:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinodaro nokuti Tenzi ari kuuya achibva kunzvimbo yake, achaburuka pasi agotsokodzera nzvimbo dzakatunhumara dzapanyika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 1