Mika 3:4
Mika 3:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vachadana kuna Jehovha, asi haangavadaviri. Panguva iyoyo achavanza chiso chake kwavari nokuda kwezvakaipa zvavakaita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 3Mika 3:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo vachadana kuna Jehovha, asi haangavapinduri; zvirokwazvo achavavanzira chiso chake nenguva iyo, nokuda kwezvakaipa zvavakaita pamabasa avo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 3Mika 3:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndopayeka pavanozochema kuna Tenzi asi haavapinduri. Ndipo paanotobva atovanza uso hwake nokudawo kokuti vakaita zviito zvakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 3