Mika 5:2
Mika 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Asi iwe, Bheterehema Efurata, kunyange uri muduku pakati pamarudzi aJudha, kwauri kuchandibudira mumwe achava mutongi pamusoro peIsraeri, mavambo ake ndeakare kare, kubva pamazuva akare kare.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 5Mika 5:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Asi iwe Bheterehemu Efurata, muduku kwazvo pakati pezvuru zvamazana zvaJudha, kwauri kuchandibudira mumwe achava mubati pakati paIsiraeri; mabudiro ake ndaakare, pamazuva akarekare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 5Mika 5:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Iwe Bheterehemu wokwaEfurata, kunyange uri muduku zvako, mukati memadzinza okwaJudha, mauri iwe muchabuda mutongi wangu, achatonga Isiraeri, dzinde rokwaakabva nderakare kare rapasichigare chaipo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mika 5