Mako 11:23
Mako 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokuudzai chokwadi, kana munhu akati kugomo iri, ‘Enda, uzvikande mugungwa,’ uye asingakahadziki nazvo mumwoyo make, asi achitenda kuti zvaareva zvichaitika, achazviitirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 11Mako 11:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, mumwe nomumwe anoti kugomo iri, simudzwa, ukandwe mugungwa, asinganyunyuti mumwoyo make, asi achitenda kuti zvaanoreva zvichaiitika, achava nazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 11Mako 11:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvirokwazvo ndinokuudzai kuti, ‘Ani naani anoti kugomo iri simudzwa ukandwe mugungwa,’ asingakahadziki mumwoyo make asi achitenda kuti zvinhu zvaareva zvichaitika, achazviitirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 11