Mako 11:24
Mako 11:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo ndinoti kwamuri, zvose zvamunokumbira mukunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, uye zvichava zvenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 11Mako 11:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka ndinoti kwamuri, zvinhu zvose zvose zvamunokumbira nokunyengetera, tendai kuti mazvigamuchira, mugova nazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 11Mako 11:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo ndinoti kwamuri, ‘Chipi nechipi chamunokumbira mumunamato tendai kuti matochipiwa, chichava chenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 11