Mako 9:28-29
Mako 9:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mushure mokunge Jesu apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza vari voga vachiti, “Seiko isu takakundikana kuudzinga?” Akapindura achiti, “Rudzi urwu runongobva chete nokunyengetera nokutsanya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:28-29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuzoti Jesu apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza vari pachavo vachiti, “Ko isu tatadza nei kuudzinga?” Akavapindura achiti, “Rudzi rwemweya uyu haruna madzingiro, asi nokunamata chete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:28-29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino akati apinda mumba, vadzidzi vake vakamubvunza vari voga vachiti, “Isu takanga tisingagoni neiko kuubudisa?” Akati kwavari, “Rudzi urwu harungatongobudi, asi nokunyengetera.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9