Mako 9:41
Mako 9:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokuudzai chokwadi, ani naani anokupai mukombe wemvura muzita rangu nokuda kwokuti muri vaKristu zvirokwazvo haangazorasikirwi nomubayiro wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:41 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ani naani anokunwisai mukombe wemvura muzita rangu, nemhaka yokuti muri vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haana kurasikirwa nomubayiro wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:41 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ani naani anokupai mukombe wemvura yokunwa pamusana pokuti muri vanhu vaKristu, zvirokwazvo ndinoti kwamuri, haazorasikirwa nomubayiro wake kwete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9