Mako 9:42
Mako 9:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Uye kana ani naani akaita kuti mumwe wavaduku ava vanotenda kwandiri atadze, zvingava nani kwaari kuti akandwe mugungwa akasungirirwa guyo guru mumutsipa make.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:42 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ani naani anogumbusa mumwe wavaduku ava vanotenda kwandiri, zviri nani kwaari kuti guyo guru risungirirwe mumutsipa wake, akandirwe mugungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:42 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ani naani anofurira mumwe wavana vaduku ava vanotenda mandiri kutadza zvinotova nani kwaari kuti asungirirwe ziguyo mumutsipa wake agokandwa mugungwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9