Mako 9:50
Mako 9:50 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Munyu wakanaka, asi kana warasa kuvava kwawo, mungauita kuti urungezve here? Ivai nomunyu mukati menyu, uye muve norugare pakati penyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:50 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Munyu wakanaka; asi kana munyu usichavavi, mungaurunga neiko? Ivai nomunyu mukati menyu, mugare norugare pakati penyu.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:50 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munyu wakanaka; asi kana washapa unozovaviswa nei? Ivai vanhu vakarungwa vanowadzana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9