VaFiripi 1:20
VaFiripi 1:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
zvandinotarira zvikuru netariro, kuti handinganyadziswi pachinhu chimwe; asi kuti zvino, sapanguva dzose, nokusatya kwangu kwose Kristu achakudzwa mumuviri wangu, kana noupenyu, kana nokufa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoshuva zvikuru nokutarira kuti handingazonyadziswi, asi ndichava nokushinga kwakakwana kuitira kuti zvino senguva dzose Kristu achakudzwa mumuviri wangu, muupenyu kana murufu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chido changu nechitarisiro changu ndechokuti ndirege kumbofa ndakanyara asi ndive nechivindi chizere zvino uye samazuva ose Kristu acharumbidzwa mumuviri wangu noupenyu hwangu kana norufu rwangu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1