VaFiripi 2:12
VaFiripi 2:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo, vadikanwi vangu, sezvamakateerera nguva dzose, ndisati ndiripo bedzi, asi zvikuru zvino kana ndisipo, pedzisai kuponeswa kwenyu nokutya nokudedera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo, shamwari dzangu dzinodiwa, sezvamunogara muchiteerera, kwete ndiripo bedzi, asi zvino zvikuru ndisipo, rambai muchishandira ruponeso rwenyu nokutya nokudedera
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo hama dzangu dzadiwa, savanhu vanoteerera nguva dzose, nezvo nyatsoshandirai ruponeso rwenyu muchitya uye muchidedera kwete kana ndiripo chete asi zvikuru kana ndisipo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2