VaFiripi 2:3-4
VaFiripi 2:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
musingaiti chinhu nenharo, kana nokuzvikudza, asi mumwe nomumwe ngaati nomwoyo unozvininipisa, vamwe vanomupfuura iye pakunaka; mumwe nomumwe ngaarege kutarira zvake, asi ngaatarire vamwewo.
VaFiripi 2:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Musaita chinhu nomwoyo wokuchiva kana kuzvikudza, asi mukuzvininipisa muchionawo vamwe kuti vari nani kupfuura imi. Mumwe nomumwe wenyu ngaarege kungotsvaka zvake chete, asi zvavamwewo.
VaFiripi 2:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Musaite chii zvacho pamusana pokungozvifunga kana pamusana pokuzvikudza. Asi zvirerekei mutore vamwe savari nani kwamuri. Munhu ngaarege kungoisa ziso pane zvake chete asi ngaaite hanya nezvavamwe.
VaFiripi 2:3-4 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
musiŋgaiti cinhu nenharo, kana nokuɀikudza, asi mumŋe nomumŋe ŋgaati nomŋoyo unoɀininipisa, ʋamŋe ʋanomupfuʋura iye pakunaka; mumŋe nomumŋe ŋgaarege kutarira ɀake, asi ŋgaatarire ɀaʋamŋe ʋo.