Zvirevo 25:21-22
Zvirevo 25:21-22 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kana muʋeŋgi wako anenzara, umupe ɀokudya adye; Kana anenyota, umupe mvura anwe. Nokuti ucatutira mazimbe omŋoto pamusoro wake, Ʋuye Jehova ucakuripira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 25Zvirevo 25:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana muvengi wako ane nzara, mupe zvokudya adye; kana aine nyota, mupe mvura anwe. Mukuita izvi, uchaunganidzira mazimbe anopisa pamusoro wake, uye Jehovha achakupa mubayiro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 25Zvirevo 25:21-22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana muvengi wako ane nzara, umupe zvokudya adye; Kana ane nyota, umupe mvura anwe. Nokuti uchatutira mazimbe omoto pamusoro wake, Uye Jehovha achakuripira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 25