Mapisarema 107:6
Mapisarema 107:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakazochema kuna TENZI munhamo dzavo, iye akavanunura kupfumvu yavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 107Mapisarema 107:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo, akavarwira pakutambura kwavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 107Mapisarema 107:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo vakachema kuna Jehovha pakutambudzika kwavo, Iye akavarwira panjodzi dzavo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 107