Mapisarema 19:14
Mapisarema 19:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mashoko omuromo wangu nokurangarira kwomwoyo wangu ngazvifadze pamberi penyu, Imi Jehovha, dombo rangu, nomudzikinuri wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 19Mapisarema 19:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dai mazwi angu nepfungwa dzemwoyo wangu zvangove zvinogamuchirika kwamuri, imi TENZI, bako rangu nomununuri wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 19Mapisarema 19:14 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Mashoko omuromo waŋgu nokuraŋgarira kwomŋoyo waŋgu ŋgaɀifadze pamberi penyu, Imi Jehova, ɗombo raŋgu, nomudzikinuri waŋgu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 19