Mapisarema 20:7
Mapisarema 20:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ʋamŋe ʋanoʋimba neŋgoro, ʋamŋe namabiza; Asi isu ticareʋa zita raJehova Mŋari weɗu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 20Mapisarema 20:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vamwe vanovimba nengoro, vamwe namabhiza, asi isu tinovimba nezita raJehovha Mwari wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 20Mapisarema 20:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vamwe vanovimba nengoro, vamwe namabhiza; Asi isu tichareva zita raJehovha Mwari wedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 20