Mapisarema 63:6
Mapisarema 63:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Kana ndicikuraŋgarirai panhoʋo yaŋgu, Ndicikufuŋgai paŋguʋa dzoʋusiku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 63Mapisarema 63:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokurangarirai ndiri pamubhedha wangu; ndinokufungai panguva dzose dzousiku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 63Mapisarema 63:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana ndichikurangarirai panhoo yangu, Ndichikufungai panguva dzousiku.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 63