Mapisarema 84:10
Mapisarema 84:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Nokuti zuva rimwechete mumipanda yenyu riri nani pane churu chawo kumwe. Zviri nani zvangu kuva muchengeti wapamusuo mumba maMwari wangu panokugara mumatendhe avakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 84Mapisarema 84:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zviri nani kuva pavazhe dzenyu kwezuva rimwe chete, kupfuura mazuva zviuru ndiri kumwe; ndingada zvangu kuva murindi womukova weimba yaMwari wangu kukunda kugara mumatende avakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 84Mapisarema 84:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 84