VaRoma 10:4
VaRoma 10:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Kristu ndiye mugumo womurayiro, kuitira kuti mumwe nomumwe anotenda aruramiswe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Kristu ndimugumo womurayiro, kuti mumwe nomumwe anotenda aruramiswe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10VaRoma 10:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kristu ndiye akagumisa mutemo kuti munhu wose ane chitendero aruramiswe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 10