VaRoma 14:13
VaRoma 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo ngatiregei kuramba tichipana mhosva. Asi munhu ngaarege kuisa chigumbuso kana chipinganidzo munzira yehama yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo ngatirege kuramba tichitongana; asi zviri nani kuti mutonge, kuti munhu arege kuisa chigumbuso kana chinopinganidza pamberi pehama yake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14VaRoma 14:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Saizvozvo ngatiregei kupana mhosva asi ngatitozviitirai chisungo chokuti hatimboisa chinopingiridza kana chinodzivirira panzira yehama yedu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 14