VaRoma 16:17
VaRoma 16:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokukumbirai zvikuru, hama dzangu, kuti muchenjerere vaya vanopesanisa uye vanoisa zvigumbuso pamberi penyu vanopikisana nedzidziso yamakadzidza imi. Muve kure navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 16VaRoma 16:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, kuti mucherekedze avo vanopesanisa, navanogumbusa, vachiita zvinopesana nedzidziso yamakadzidza imi; muvanzvenge.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 16VaRoma 16:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokukumbirisai hama dzangu kuti munyatsoongorora avo vanopesanisa vanhu nokuunza zvimhingamupinyi vachirwisa zvidzidzo zvamakadzidziswa. Siyanai navo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 16