Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:9
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:9 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Wanditorera mŋoyo waŋgu, hanɀadzi yaŋgu, mŋeŋga waŋgu; Wanditorera mŋoyo waŋgu nokunditarira kamŋe nameso ako, Necishoŋgo cimŋe comutsipa wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Watora mwoyo wangu hanzvadzi yangu, mwenga wangu; wanditora mwoyo nokungondiringa kwawaita kamwe chete, uye nedombo rimwe rinokosha rechishongo chomutsipa wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Wanditorera mwoyo wangu, hanzvadzi yangu, mwenga wangu; Wanditorera mwoyo wangu nokunditarira kamwe nameso ako, Nechishongo chimwe chomutsipa wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4