Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Genesi 8:21-22

Genesi 8:21-22 SNA2002

Jehovha akanzwa kunhuwira kwakanaka, Jehovha akati mumwoyo make, “Handichazotukizve nyika nokuda kwomunhu; nokuti kufunga kwomwoyo womunhu kwakaipa kubva pauduku hwake; handichazorovizve zvipenyu zvose, sezvandakaita. Nguva yose yenyika kudyara nokucheka, kutonhora nokudziya, zhizha nechando, masikati nousiku hazvingagumi.”

Soma Genesi 8

Mipango ya Kusoma Bila Malipo na Ibada zinazohusiana na Genesi 8:21-22