1
Mavambo 2:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Naizvozvo murume achasiya baba vake naamai vake achiva chiname nomukadzi wake, vaviri ava vachiva nyama imwechete.
Karşılaştır
Mavambo 2:24 keşfedin
2
Mavambo 2:18
Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.”
Mavambo 2:18 keşfedin
3
Mavambo 2:7
Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu.
Mavambo 2:7 keşfedin
4
Mavambo 2:23
Adhamu akati, “Hounoka zvino bvupa ramapfupa angu, nyama yomuviri wangu chaiyo. Achanzi munhukadzi, nokuti akatorwa pamunhurume.”
Mavambo 2:23 keşfedin
5
Mavambo 2:3
Mwari akakomborera zuva rechinomwe akarieresa nokuti pazuva irori Mwari akazorora pabasa rake rose raakaita rokusika.
Mavambo 2:3 keşfedin
6
Mavambo 2:25
Izvozvi murume nomukadzi wake vose vari vaviri vakanga vasina kusimira asi vakanga vasinganyarani.
Mavambo 2:25 keşfedin
Ana Sayfa
Kutsal Kitap
Okuma Planları
Videolar