Genesi 12
12
Kuɗanwa kwaAbrama.
1Ɀino Jehova wakati kunaAbrama: Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yaɓaɓa ʋako, uende kunyika yandicakuratidza iyo; 2ndicakuita rudzi rukuru, ndicakuropafadza, ndicakudza zita rako, iwe uropafadze ʋamŋe. 3Ndicaropafadza iʋo ʋanokuropafadza; unokutuka, ndicamutuka ʋo; marudzi ose enyika acaropafadzwa mauri. 4Naiɀoɀo Abrama wakaenda seɀaakaʋudzwa naJehova; naRoti wakaenda naye. Abrama wakaŋga anamakore anamakumi manomŋe namashanu pakubva kwake Harani. 5Abrama akatora Sarai, mukadzi wake, naRoti, mŋanakomana womunuŋuna wake, nefuma yaʋo yose yaʋakaŋga ʋaʋuŋganidza, naʋana ʋaʋakaŋga ʋaɓereka paHarani, ʋakaɓuɗa kuenda kunyika yeKanani; ʋakandoȿika kunyika yeKanani. 6Abrama akagura nenyika iyo akaȿika panɀimbo inonzi Shekemi, pamuti womuouki weMore; ŋguʋa iyo ʋaKanani ʋakaŋga ʋari munyika iyo. 7Ɀino Jehova wakaɀiratidza kunaAbrama, akati: Ndicapa ʋana ʋako nyika iyi; akaʋakira Jehova artari ipapo, iye wakaŋga aɀiratidza kwaari. 8Akabva ipapo, akaenda kugomo riri kumabvazuʋa aBeteri, akadzika’po tente rake; Beteri rakaŋga riri kumaʋirazuʋa neAi kumabvazuʋa; akaʋakira’po Jehova artari, akanamata Zita raJehova ipapo. 9Kubva ipapo Abrama wakaramba acitamira kumaʋirazuʋa.
Abrama unotamira Egipita.
10Ɀino nzara yakaŋga iri’po panyika iyo; Abrama ndokuɓurukira Egipita kundogara’ko; nokuti nzara yakaŋga iri huru panyika iyo. 11Ɀino wakati oɗa kupinda Egipita, akati kunaSarai, mukadzi wake: Tarira, ndinoziʋa kuti uri mukadzi wakanaka paciso cako; 12kana ʋaEgipita ʋacikuʋona, ʋacati: Ndiye mukadzi wake; ʋacandiʋuraya, asi iwe ʋacakurega uri mupenyu. 13Uti hako uri hanɀadzi yaŋgu, kuti ndiitirwe ɀakanaka nokuɗa kwako, kuti mŋeya waŋgu urarame nokuɗa kwako. 14Ɀino Abrama aciȿika Egipita, ʋaEgipita ʋakaʋona mukadzi kuti wakanaka kwaɀo. 15Namacinda aFarao akamuʋona ʋo, ʋakandomurumbidza kunaFarao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao. 16Akaitira Abrama ɀakanaka nokuɗa kwake; waiʋa namakwai, neŋombe, namakono emboŋgoro, naʋaranda, naʋarandakadzi, namakadzi emboŋgoro, namakamera. 17Asi Jehova wakatambudza Farao naʋeimba yake namaɗambudziko makuru nokuɗa kwaSarai, mukadzi waAbrama. 18Ɀino Farao wakaɗana Abrama, akati: Cinyiko ici cawandiitira — Wakaregereiko kundiziʋisa kuti mukadzi wako? 19Wareʋereiko uciti: Ihanɀadzi yaŋgu? Naiɀoɀo ndakamutora kuti aʋe mukadzi waŋgu; naiɀoɀo ɀino hoyu mukadzi wako, mutore, uende hako. 20Ɀino Farao akaraira ʋamŋe ʋarume pamsoro pake, ʋakamuperekedza iye nomukadzi wake neɀose ɀaakaŋga anaɀo.
Đang chọn:
Genesi 12: SUB1949
Tô màu
Chia sẻ
Sao chép
Bạn muốn lưu những tô màu trên tất cả các thiết bị của mình? Đăng ký hoặc đăng nhập
© British and Foreign Bible Society 1949, 2018

: