Ruka 7:47-48
Ruka 7:47-48 SUB1949
Naiɀoɀo ndinoti kwauri: Ɀiʋi ɀake, ɀiya ɀizhinji, waɀikaŋganwirwa, nokuti wakaɗa ɀikuru; asi unokaŋganwirwa ɀishoma, unoɗa ɀishoma. Ɀino akati kwaari: Wakaŋganwirwa ɀiʋi ɀako.