1
Johani 10:10
Shona Bible 1949, revised 2002
Mbavha inongouya, kuti ibe nokuuraya nokuparadza. Ini ndakauya, kuti ave noupenyu, uye ave nohwakawanda.
對照
探尋 Johani 10:10
2
Johani 10:11
“Ndini mufudzi akanaka; mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake.
探尋 Johani 10:11
3
Johani 10:27
Makwai angu anonzwa izwi rangu; neni ndinoaziva, uye anonditevera.
探尋 Johani 10:27
4
Johani 10:28
Ndinoapa upenyu husingaperi; haangafi nokusingaperi, uye hakuna munhu angaabvuta muruoko rwangu.
探尋 Johani 10:28
5
Johani 10:9
“Ndini musuo kana munhu apinda neni, achaponeswa, achapinda, achabuda, achawana mafuro.
探尋 Johani 10:9
6
Johani 10:14
Ndini mufudzi akanaka, ndinoziva makwai angu, namakwai angu anondiziva ini
探尋 Johani 10:14
7
Johani 10:29-30
Zvandakapiwa nababa vangu zvikuru kuna zvose; hakuna munhu ungaabvuta muruoko rwababa vangu. “Ini nababa tiri vamwe.”
探尋 Johani 10:29-30
8
Johani 10:15
Baba sezvavanondiziva, neni ndichiziva baba; ndinorashira makwai angu hupenyu hwangu.
探尋 Johani 10:15
9
Johani 10:18
Hakuna munhu anganditorera upenyu; asi ndinohurasha ndimene. Ndine simba rokuhurasha, uye ndine simba rokuhutorazve. Uyu murayiro ndakaupiwa nababa vangu.”
探尋 Johani 10:18
10
Johani 10:7
Zvino Jesu akati kwavarizve, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, ndini musuo wamakwai.
探尋 Johani 10:7
11
Johani 10:12
Muranda, asati ari mufudzi wamakwai, makwai asati ari ake, anoti kana achiona bere richiuya, anosiya makwai, ndokutiza; bere rinoabvuta, nokuaparadza
探尋 Johani 10:12
12
Johani 10:1
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, “Asingapindi napamusuo mudanga ramakwai, asi anokwira napamwe, imbavha negororo.
探尋 Johani 10:1
首頁
聖經
計畫
視訊