1
Mako 10:45
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
“Nokuti Mwanakomana womunhu naiye haana kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshandira, nokupa hupenyu hwake ruve rudzikinuro rwavazhinji.”
Bandingkan
Telusuri Mako 10:45
2
Mako 10:27
Zvino Jesu akati achivatarira, akati, “Kuvanhu izvi hazvibviri, asi kuna Mwari zvinobvira.”
Telusuri Mako 10:27
3
Mako 10:52
Jesu akati kwaari, “Enda hako, kutenda kwako kwakuponesa.” Pakarepo akaona, akatevera Jesu munzira.
Telusuri Mako 10:52
4
Mako 10:9
Zvino izvo Mwari zvaakasanganisa, munhu ngaarege kuzviparadzanisa.”
Telusuri Mako 10:9
5
Mako 10:21
Jesu akamutarira akamuda, akati kwaari, “Unoshaiwa chinhu chimwechete; enda, utengese zvose zvaunazvo, upe varombo, uve nepfuma kudenga; ugouya, unditevere.”
Telusuri Mako 10:21
6
Mako 10:51
Jesu akamupindura, akati kwaari, “Unoda kuti ndikuitireiko?” Bofu rikati kwaari, “Rabhoni, kuti ndione.”
Telusuri Mako 10:51
7
Mako 10:43
“Zvino pakati penyu ngazvirege kuva kudaro; asi ani naani anoda kuva mukuru pakati penyu, ngaave mushandiri wenyu
Telusuri Mako 10:43
8
Mako 10:15
Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, ani naani usingagamuchiri ushe hwaMwari somwana muduku, haangatongopindi mahuri.”
Telusuri Mako 10:15
9
Mako 10:31
Asi vazhinji vokutanga vachava vokupedzisira, novokupedzisira vachava vokutanga.”
Telusuri Mako 10:31
10
Mako 10:6-8
Asi kubva pakutanga kwokusikwa akavaita, ‘Munhurume nomunhukadzi.’ ‘Nokuda kwaizvozvo murume achasiya baba vake namai vake, akanamatira mukadzi wake; ava vaviri vachava nyama imwe; nokudaro havachiri vaviri; asi nyama imwe.’
Telusuri Mako 10:6-8
Beranda
Alkitab
Rencana
Video