1
Genesi 14:20
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Mŋari woKuɗeŋga‐ɗeŋga ŋgaakudzwe, wakapa ʋaʋeŋgi ʋenyu mumaʋoko enyu. Akamupa cegumi ceɀose.
ប្រៀបធៀប
រុករក Genesi 14:20
2
Genesi 14:18-19
Merkizedeki, mambo weSaremi, akaʋuya neciŋgwa newami; iye wakaŋga ari muprista waMŋari woKuɗeŋga‐ɗeŋga. Akamuropafadza, akati: Abrama ŋgaaropafadzwe naMŋari woKuɗeŋga‐ɗeŋga, muridzi wokuɗeŋga napasi.
រុករក Genesi 14:18-19
3
Genesi 14:22-23
Abrama akati kunamambo weSodoma: Ndakasimudzira ruʋoko rwaŋgu kunaJehova, Mŋari woKuɗeŋga‐ɗeŋga, muridzi wokuɗeŋga napasi, kuti handiŋgatori rucinda kana rukanda rweshaŋgu, kana cinhu cimŋe ceɀinhu ɀenyu, kuti murege kuzoti: Ndini ndakafumisa Abrama
រុករក Genesi 14:22-23
គេហ៍
ព្រះគម្ពីរ
គម្រោងអាន
វីដេអូ