YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Genesi 26 - 인기 성경 구절

1

Genesi 26:3

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

gara hako munyika ino uri mutorwa; ini ndicaʋa newe, ndicakuropafadza; nokuti ndicakupa iwe, naʋana ʋako, nyika idzi dzose; ndicasimbisa mhiko yandakapikira Abrahama, ɓaɓa ʋako

비교

Genesi 26:3 살펴보기

2

Genesi 26:4-5

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

ndicawanza ʋana ʋako senyeredzi dzeɗeŋga; ndudzi dzose dzenyika dzicaropafadzwa muʋana ʋako; nokuti Abrahama wakaterera inzwi raŋgu, akaceŋgeta ɀandakamuraira, nemirairo yaŋgu, nemitemo yaŋgu, nemirau yaŋgu.

비교

Genesi 26:4-5 살펴보기

3

Genesi 26:22

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Akabva’po, akandocera ɀe rimŋe tsime; irero haʋana‐kuzoitirana nharo pamsoro paro; akaritumidza zita rinonzi Rehoboti; akati: Nokuti ɀino Jehova wakandiitira nɀimbo huru, kuti tiwande munyika ino.

비교

Genesi 26:22 살펴보기

4

Genesi 26:2

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Jehova akaɀiratidza ɀe kwaari, akati: Usaɓurukira Egipita; gara munyika yandakakuʋudza

비교

Genesi 26:2 살펴보기

5

Genesi 26:25

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Akaʋaka’po artari, akanamata zita raJehova, akadzika tente rake ipapo; ʋaranda ʋaIsaka ʋakacera’po tsime.

비교

Genesi 26:25 살펴보기

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트