YouVersion 로고
성경묵상동영상
앱 다운로드
언어 선택
검색 아이콘

Genesi 27 - 인기 성경 구절

1

Genesi 27:28-29

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Mŋari ŋgaakupe ɗoʋa rokuɗeŋga, Mafuta enyika, Neɀiyo newaini ɀakawanda. Ʋanhu ŋgaʋakushumire, Marudzi ose ŋgaakufugamire; Uʋe ishe wehama dzako, Ʋanakomana ʋamai ʋako ŋgaʋakufugamire; Ʋose ʋanokutuka ŋgaʋatukwe, Ʋose ʋanokuropafadza ŋgaʋaropafadzwe.

비교

Genesi 27:28-29 살펴보기

2

Genesi 27:36

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Iye akati: Haana‐kutumidzwa zita rakamufanira here, rokuti Jakobo — Nokuti ɀino wandinyeŋgedzera kaʋiri; wambonditorera ʋuɗaŋgwe bgaŋgu, ɀino tarira, wanditorera kuropafadzwa kwaŋgu. Akati: Hamuna‐kundiceŋgetera ʋo kuropafadzwa here?

비교

Genesi 27:36 살펴보기

3

Genesi 27:39-40

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Ipapo Isaka ɓaɓa ʋake, akapindura, akati kwaari: Tarira, ʋugaro bgako ʋucaʋa kure namafuta enyika, Kure neɗoʋa rokuɗeŋga rinobva kumsoro; Ucararama nomunondo wako, ucashumira munuŋuna wako; Ucati kana woɀimutsa iwe, Ucavuna joko rake ribve pamutsipa wako.

비교

Genesi 27:39-40 살펴보기

4

Genesi 27:38

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

SUB1949

Esau akati kunaɓaɓa ʋake: Munoŋgoʋa nokuropafadza kumŋe kwoga here, ɓaɓa ʋaŋgu — Ndiropafadzei, neni ʋo, ɓaɓa ʋaŋgu! Esau akacema nokucema kukuru.

비교

Genesi 27:38 살펴보기

Genesi 27: 관련 무료 묵상 계획

이전 장
다음 장
YouVersion

매일 하나님과 친밀하게 동행하도록 격려하고 도전하기.

사역

소개

채용 정보

자원 봉사

블로그

기사

유용한 링크

도움

후원

성경 번역본

오디오 성경

성경 언어

오늘의 말씀


디지털 사역

Life.Church
한국어

©2026 Life.Church / YouVersion

개인 정보 취급 정책약관
취약점 공개 프로그램
페이스북트위터인스타그램유튜브핀터레스트