1
Genesi 35:11-12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SUB1949
Ɀino Mŋari akati kwaari: Ndini Mŋari wamasimba ose; ɓereka ʋana, uwande; rudzi neɓoka rendudzi ɀicaɓuɗa kwauri, namadzishe acaɓuɗa paciʋuno cako; nyika yandakapa Abrahama naIsaka, ndicakupa iyo; ʋana ʋako ʋanokuteʋera ndicaʋapa nyika iyo.
비교
Genesi 35:11-12 살펴보기
2
Genesi 35:3
tisimuke, tikwire Beteri; ipapo ndicaitira Mŋari artari, iye wakaŋga aneni panzira yandakaŋga ndicifamba nayo.
Genesi 35:3 살펴보기
3
Genesi 35:10
Mŋari akati kwaari: Zita rako ndiJakobo; zita rako haricazonzi Jakobo, asi zita rako ricanzi Israeri; akamutumidza zita rinonzi Israeri.
Genesi 35:10 살펴보기
4
Genesi 35:2
Ipapo Jakobo akati kumhuri yake, naʋose ʋakaŋga ʋanaye: Bvisai ʋamŋari ʋedzimŋe ndudzi ʋari pakati penyu, ɀinatsei, mufuke dzimŋe ŋguʋo
Genesi 35:2 살펴보기
5
Genesi 35:1
Ɀino Mŋari wakati kunaJakobo: Simuka, ukwire Beteri, undogara’ko; uitire Mŋari artari’po, iye wakaɀiratidza kwauri paŋguʋa yokutiza kwako pamberi paEsau, mukuru wako.
Genesi 35:1 살펴보기
6
Genesi 35:18
Ɀino mŋeya wake wakati uciɓuɗa (nokuti wakafa), akamutumidza Benoni; asi ɓaɓa ʋake ʋakamutumidza Benjamini.
Genesi 35:18 살펴보기