1
Ruka 24:49
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndinotuma pamsoro penyu cipikirwa caƂaɓa ʋaŋgu; asi imi garai muguta, kuȿikira mafukidzwa nesimba rinobva kumsoro.
Kokisana
Luka Ruka 24:49
2
Ruka 24:6
Haa’po pano, wamuka. Fuŋgai ɀaakakuʋudzai aciri Garirea
Luka Ruka 24:6
3
Ruka 24:31-32
Ipapo meso aʋo akaȿinudzwa, ʋakamuziʋa; akanyaŋgarika kwaʋari. Ʋakataurirana, ʋaciti: Ko mŋoyo yeɗu yakaŋga isiŋgapisi mukati meɗu, acitaura nesu munzira, nokutizarurira Magwaro here?
Luka Ruka 24:31-32
4
Ruka 24:46-47
Akati kwaʋari: Ndiɀo ɀakanyorwa, kuti Kristu ucatambudzika, agomuka kuʋakafa nezuʋa retatu; kuti marudzi ose aparidzirwe nezita rake kutendeʋuka nokukaŋganwirwa ɀiʋi, ʋacitaŋga paJerusarema.
Luka Ruka 24:46-47
5
Ruka 24:2-3
Ʋakawana ibge rakuŋguruswa, rabʋiswa pabgiro, ʋakapinda, ʋakashaiwa mutumbu waShe Jesu.
Luka Ruka 24:2-3
Ndako
Biblia
Bibongiseli
Bavideo