1
Genesi 12:2-3
Shona Bible 1949, revised 2002
ndichakuita rudzi rukuru, ndichakuropafadza, ndichakudza zita rako, iwe uropafadze vamwe. Ndicharopafadza ivo vanokuropafadza; unokutuka, ndichamutukawo; marudzi ose enyika acharopafadzwa mauri.”
Харьцуулах
Genesi 12:2-3 г судлах
2
Genesi 12:1
Zvino Jehovha wakati kuna Abhuramu, “Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza iyo
Genesi 12:1 г судлах
3
Genesi 12:4
Naizvozvo Abhuramu wakaenda sezvaakaudzwa naJehovha; naRoti wakaenda naye. Abhuramu wakanga ana makore ana makumi manomwe namashanu pakubva kwake Harani.
Genesi 12:4 г судлах
4
Genesi 12:7
Zvino Jehovha wakazviratidza kuna Abhuramu, akati, “Ndichapa vana vako nyika iyi;” akavakira Jehovha atari ipapo, iye wakanga azviratidza kwaari.
Genesi 12:7 г судлах
Нүүр хуудас
Библи
Тѳлѳвлѳгѳѳ
Видео