1
Ruka 21:36
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.”
Харьцуулах
Ruka 21:36 г судлах
2
Ruka 21:34
“Zvingwarirei kuti musaodzwe mwoyo noupenyu husina paho nokuraradza nokuzvidya mwoyo nezvinhu zvoupenyu huno, zuva iroro richizoyerekana rakusvikirai
Ruka 21:34 г судлах
3
Ruka 21:19
Kutsungirira kwenyu kuchakuwanirai upenyu hwenyu.
Ruka 21:19 г судлах
4
Ruka 21:15
Ndichakupai unyanzvi hokutaura noungwaru zvokuti hapana kana mhandu yenyu ichazokwanisana nemi kana kupokana nemi.
Ruka 21:15 г судлах
5
Ruka 21:33
Denga napasi zvichapera asi mashoko angu haaperi.
Ruka 21:33 г судлах
6
Ruka 21:25-27
“Kuchava nezviratidzo kuzuva nokumwedzi nokunyenyedzi. Panyika pachava nokutambura kwamarudzi; vachashaiswa mazano nokutinhira kwegungwa namasaisai. Vanhu zvichavapedza simba nokutya nokufunga zvichavawira panyika nokuti masimba omudenga achazungunutswa. Ndipo pavachaona Mwanakomana womunhu achiuya ari mumakore aine simba nembiri huru.
Ruka 21:25-27 г судлах
7
Ruka 21:17
Muchavengwa navose pamusana pezita rangu.
Ruka 21:17 г судлах
8
Ruka 21:11
Kuchava nokundengendeka kwapasi kukuru, munzvimbo dzakasiya–siyana muchava nedzinzara nezvirwere, kuchava nezvinotyisa nezviratidzo zvikuru zvichibva kudenga.
Ruka 21:11 г судлах
9
Ruka 21:9-10
Kana monzwa zvehondo namanyongori, musatye nokuti izvi zvinofanira kutanga zvaitika asi kuguma hakubva kwangova pakare pakarepo.” Akazoti kwavari, “Rudzi ruchamukirana norumwe rudzi noumambo huchamukirana nohumwe umambo.
Ruka 21:9-10 г судлах
10
Ruka 21:25-26
“Kuchava nezviratidzo kuzuva nokumwedzi nokunyenyedzi. Panyika pachava nokutambura kwamarudzi; vachashaiswa mazano nokutinhira kwegungwa namasaisai. Vanhu zvichavapedza simba nokutya nokufunga zvichavawira panyika nokuti masimba omudenga achazungunutswa.
Ruka 21:25-26 г судлах
11
Ruka 21:10
Akazoti kwavari, “Rudzi ruchamukirana norumwe rudzi noumambo huchamukirana nohumwe umambo.
Ruka 21:10 г судлах
12
Ruka 21:8
Iye akati, “Chenjerai kuti murege kurasikiswa nokuti kuna vazhinji vachauya muzita rangu vachiti, ‘Ini ndini iye.’ Uye vachati, ‘Nguva yasvika.’ Imi musavatevere.
Ruka 21:8 г судлах
Нүүр хуудас
Библи
Тѳлѳвлѳгѳѳ
Видео