1
Johani 12:26
Shona BIBLE
Kana munhu achindishumira, ngaanditevere; napandinenge ndiri, nomuranda wangu achavapowo. Kana munhu achindishumira, Baba vachamukudza.
Харьцуулах
Johani 12:26 г судлах
2
Johani 12:25
Anoda upenyu hwake, acharasikirwa nahwo; noanovenga upenyu hwake panyika ino, achahuchengeta kuupenyu husingaperi.
Johani 12:25 г судлах
3
Johani 12:24
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, kana tsanga yezviyo ikasawira muvhu, ikafa, ichagara iri yoga; asi kana ikafa, inobereka zvibereko zvizhinji.
Johani 12:24 г судлах
4
Johani 12:46
Ini ndakauya munyika, ndiri chiedza, kuti ani naani anotenda kwandiri arege kugara murima.
Johani 12:46 г судлах
5
Johani 12:47
Kana munhu achinzwa mashoko angu, akasaachengeta, handimutongi ini, nokuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuti ndiponese nyika.
Johani 12:47 г судлах
6
Johani 12:3
Zvino Maria akatora paundi yamafuta enaridho, anomutengo mukuru, akazodza tsoka dzaJesu, akapukuta tsoka dzake nevhudzi rake; imba ikazadzwa nokunhuwira kwamafuta.
Johani 12:3 г судлах
7
Johani 12:13
vakatora mashizha emichindwi, vakabuda kundomuchingamidza, vakadanidzira, vachiti, “Hosana! Ngaarumbidzwe anouya muzita raIshe, Mambo waVaIsiraeri.”
Johani 12:13 г судлах
8
Johani 12:23
Jesu akavapindura, akati, “Nguva yasvika, kuti Mwanakomana womunhu akudzwe.
Johani 12:23 г судлах
Нүүр хуудас
Библи
Тѳлѳвлѳгѳѳнүүд
Бичлэгүүд