1
Genesi 7:1
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakati kunaNoa: Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuʋona iwe kuti wakarurama pamberi paŋgu parudzi urwu.
နှိုင်းယှဉ်
Genesi 7:1ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
2
Genesi 7:24
Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuʋa anezana namakumi mashanu.
Genesi 7:24ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
3
Genesi 7:11
Pagore ramazana matanhatu roʋupenyu bgaNoa, nomŋedzi wecipiri, nezuʋa regumi namanomŋe romŋedzi, nezuʋa irero matsime ose apakadzika‐dzika akadziʋurwa, namawindi eɗeŋga akazarurwa
Genesi 7:11ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
4
Genesi 7:23
Ɀipenyu ɀose, ɀakaŋga ɀiri pasi pose, ɀikaparadzwa, ɀaiti, ʋanhu, neɀipfuwo, neɀinokambaira, neshiri dzeɗeŋga; ɀikaparadzwa panyika; Noa oga akasara, neɀakaŋga ɀiri muareka naye.
Genesi 7:23ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
5
Genesi 7:12
mvura zhinji ikanaya panyika mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna.
Genesi 7:12ရှာဖွေလေ့လာလိုက်ပါ။
ပင်မစာမျက်နှာ
ကျမ်းစာ
အစီအစဉ်
ဗီဒီယို