Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka
Logo yeApp yeBhaibheri

Bible App

100% pachena. Hapana zvekushambadzira kana kutenga zvachose.

App yeBhaibheri inobva kune veYouVersion

Nyaya dze Shanduko muHupenyu

Erika, USA

Erika, USA

"Ndakanga ndiri mudhawu wezvidhakwa kwemakore anopfuura 10, uye ndakarasikirwa nezvinhu zvose... Kwemakore maviri ino, ndaona shanduko mandiri iyo ndinogona chete kukudza Jesu."Verenga Zvakawanda
Omri, Philippines

Omri, Philippines

"Ndiri kuverenga Chirongwa chekurera vana nenzira yaMwari uye Chirongwa chekuva murume anotevera Mwari. Bible App yakandiita kuti ndikwanise kushandisa Bhaibheri munzvimbo dzose dzehupenyu hwangu."Verenga Zvakawanda
Todd, USA

Todd, USA

"Amai vangu vakandiudza nezve Bible App. Vakanga vachisangana nenguva dzakaoma. Ndakasarudza kuiedzera, uye kubva ipapo, hupenyu hwangu hwashanduka zvikuru."Verenga Zvakawanda

Mavhezheni

Shanduro dzeBhaibheri dzakavimbika, mumutauro wako.

BDSC
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
SNA2002
Shona Bible 1949, revised 2002
SUB1949
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
SCLB
Bhaibhiri Idzva rechiShona

Mazwi

Terera Bhaibheri kwese kwaunoyenda.

Kuteerera Ruzha rweBible App

Tanga Zuva Rako Zvakanaka

Gashira vhesi itsva reBhaibheri, munamato mupfupi, uye Munyengetero Wakangaridzwa zuva nezuva.

Zvigadzirwa zveBhaibheri Zvezuva nezuva

Zvirongwa

Vaka tsika yeBhaibheri neZvirongwa zvezuva nezuva.

Hurongwa Hwemubhaibheri
24-7 Prayer
Alpha
Bible Project
Bible Recap
Compassion
Cru
Museum of the Bible
Our Daily Bread
The Chosen

Wana

Tsvaga mavhesi, zvirongwa, uye mavhidhiyo pane chero musoro.

Misoro yeBhaibheri

Ita Bhaibheri Rive Rako

Funga seunoverengera neZviratidzo, Manotsi, uye zvimwe zvishandiso zvinobatsira.

Zviratidzo, Manotsi, Kuenzanisa Shanduro

Dhawunirodha Holy Bible App

Batana neShoko raMwari mazuva ose.

Magumo Ane Mirayiridzo ye20M. 4.9
Dhawunirodha kuApp StoreTora paGoogle Play