1
Amosi 5:24
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kururamisa ŋgakuyerere semvura, ʋuye kururama sorwizi runoŋgoramba ruciɗira.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Amosi 5:14
Tȿakai ɀakanaka, murege kutȿaka ɀakaipa, kuti murarame, ipapo Jehova, Mŋari wehondo ucaʋa nemi, seɀamunoreʋa.
3
Amosi 5:15
Ʋeŋgai ɀakaipa, muɗe ɀakanaka, mururamisire ʋanhu musuʋo; ɀimŋe Jehova, iye Mŋari wehondo, ucanzwira nyasha ʋakasara ʋaJosefa.
4
Amosi 5:4
Nokuti ɀanzi naShe Jehova kuimba yaIsraeri: Nditȿakei, murarame
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo