1
Muparidzi 8:15
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakarumbidza mufaro, nokuti munhu haanecinhu cinopfuʋura ici, kuti adye, anwe, afare; kuti iɀoɀo ɀigare naye pakuɓata kwake mazuʋa ose oʋupenyu bgake, bgaakapiwa naMŋari pasi pezuʋa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Muparidzi 8:12
Kunyaŋge mutadzi akaita ɀakaipa runezana, akaʋa namazuʋa mazhinji, kunyaŋge ɀakaɗaro ndinoziʋa ɀirokwaɀo kuti ʋanotya Mŋari, ʋanotya pamberi pake, ʋacagara ɀakanaka
3
Muparidzi 8:6
Nokuti cinhu cimŋe necimŋe cineŋguʋa yaco nokutoŋgwa kwaco; nokuti kushata kwomunhu kunomuremedza
4
Muparidzi 8:8
Hakunomunhu unesimba pamsoro pemhepo, kuti adziʋirire mhepo; ʋuye haanesimba pamsoro pezuʋa rorufu; hakuna‐kukaŋganwirwa pakurwa; saiɀoɀo ɀakaipa haɀiŋgarwiri iye unoɀiita.
5
Muparidzi 8:11
Kutoŋgwa ɀakusiŋgakurumidzi kuʋuya pamsoro peɓasa rakaipa, mŋoyo yaʋanakomana ʋaʋanhu inotsuŋgirira kuita ɀakaipa.
6
Muparidzi 8:14
Cinhu cisinamaturo ciri’po, cinoitwa panyika, ndico kuti ʋakarurama ʋari’ko ʋanoitirwa seɀinoitirwa maɓasa aʋakaipa, ʋuye ɀe ʋakaipa ʋari’ko ʋanoitirwa seɀinoitirwa maɓasa aʋakarurama; ndikati: Naiɀoɀi haɀinamaturo.
7
Muparidzi 8:7
nokuti haaziʋi ɀicazoʋa’po; nokuti ndiani uŋgamuziʋisa kuti ɀicaʋa ɀakaɗini?
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo