1
Isaya 14:12
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, wawa seiko ucibva kuɗeŋga, iwe nyamasase, iwe mŋanakomana wamambakwedza! Wakandwa seiko pasi, iwe wokuwisira marudzi pasi!
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Isaya 14:13
Iwe wakati mumŋoyo mako: Ndicakwira kuɗeŋga, ndicakwiridza cigaro caŋgu coʋushe kumsoro kwenyeredzi dzaMŋari; ndicagara pamsoro pegomo reʋuŋgano, pamigumo yamatiʋi okumsoro
3
Isaya 14:14
ndicakwira kumsoro kwamakore, ndicaɀienzanisa noWokumsorosoro.
4
Isaya 14:15
Kunyaŋge ɀakaɗaro ucaɗeredzwa kuȿikira paSheori, kuȿikira pakadzika pegomba.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo