1
Mapisarema 113:3
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva pakuɓuɗa kwezuʋa kuȿikira pakuʋira kwaro Zita raJehova rinofanira kurumbidzwa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mapisarema 113:9
Unogarisa mukadzi usiŋgaɓereki mumba, Aʋe mai ʋanofara naʋana. Hareruya!
3
Mapisarema 113:7
Unosimudza murombo abve muguruʋa, Nomushaiwi unomumutsa abve paɗurunhuru
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo